Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 2:1 - Compare All Versions

2 Madzimambo 2:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jehovha paakanga ava kuda kutora Eria nechinyamupupuri kuti amuendese kudenga, Eria naErisha vakanga vari munzira vachibva kuGirigari.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 2 BDSC

2 Madzimambo 2:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino nguva yakati yasvika Jehovha yaakada kukwidza Eria nayo kudenga nechinyamupupuri, Eria akaenda naErisha vachibva Girigari.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 2 SNA2002

2 Madzimambo 2:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kuzoti zvino Tenzi oda kukwidza Eriya kudenga nechinyamupupuri, Eriya naErisha vakanga vari murwendo rwokubva kuGirigari.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 2 SCLBD

2 Madzimambo 2:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ŋguʋa yakati yaȿika Jehova yaakaɗa kukwidza Eria nayo kuɗeŋga necinyampupuri, Eria akaenda naErisha ʋacibva Girgari.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 2 SUB1949

2 Madzimambo 2:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kuzoti zvino Tenzi oda kukwidza Eriya kudenga nechinyamupupuri, Eriya naErisha vakanga vari murwendo rwokubva kuGirigari.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 2 SCLB