2 Madzimambo 2:8 - Compare All Versions
2 Madzimambo 2:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Eria akatora jasi rake akaripeta akarova mvura naro, mvura ikaparadzana, imwe kurudyi, imwe kuruboshwe, ivo vaviri vakayambuka napakaoma.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 2 BDSC2 Madzimambo 2:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Eria akatora nguo yake, akaipeta, akarova mvura, ikaparadzaniswa napakati, naizvozvo ivo vaviri vakayambuka pakawoma.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 2 SNA20022 Madzimambo 2:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Eriya akatora hanzu yake ndokuimona ndokurova pamvura nayo. Mvura yakabva yakamukana zvokuti imwe uku imwe uku, vose vari vaviri vakayambuka vachitsika pasi pakaoma.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 2 SCLBD2 Madzimambo 2:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo Eria akatora ŋguʋo yake, akaipeta, akaroʋa mvura, ikaparadzaniswa napakati, naiɀoɀo iʋo ʋaʋiri ʋakayambuka pakawoma.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 2 SUB19492 Madzimambo 2:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eriya akatora hanzu yake ndokuimona ndokurova pamvura nayo. Mvura yakabva yakamukana zvokuti imwe uku imwe uku, vose vari vaviri vakayambuka vachitsika pasi pakaoma.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 2 SCLB