Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 20:5 - Compare All Versions

2 Madzimambo 20:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Dzokera undoudza Hezekia, mutungamiri wavanhu vangu kuti, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari wababa vako Dhavhidhi: Ndanzwa munyengetero wako uye ndaona misodzi yako; ndichakuporesa. Nezuva retatu kubva zvino uchakwira kutemberi yaJehovha.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 20 BDSC

2 Madzimambo 20:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Dzokazve, undoti kuna Hezekia, mutungamiriri wavanhu vangu, ‘Zvanzi naJehovha Mwari waDhavhidhi baba vako, ndanzwa kunyengetera kwako, ndaona misodzi yako; zvino tarira, ndichakuporesa; nezuva rechitatu uchakwira kuimba yaJehovha.’

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 20 SNA2002

2 Madzimambo 20:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Dzokera kuna Hezekiya ishe wavanhu vangu uti zvanzi naTenzi, Mwari watateguru wako Dhavhidhi, ndanzwa munamato wako ndikaona misodzi yako. Chiteerera unzwe, ndichakuporesa. Pazuva retatu uchakwira kumba yaTenzi.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 20 SCLBD

2 Madzimambo 20:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Dzoka ɀe, undoti kunaHezekia, mutuŋgamiriri waʋanhu ʋaŋgu: Ɀanzi naJehova Mŋari waDavidi ɓaɓa ʋako: Ndanzwa kunyeŋgetera kwako, ndaʋona misodzi yako; ɀino tarira, ndicakuporesa; nezuʋa recitatu ucakwira kuimba yaJehova.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 20 SUB1949

2 Madzimambo 20:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Dzokera kuna Hezekiya ishe wavanhu vangu uti zvanzi naTenzi, Mwari watateguru wako Dhavhidhi, ndanzwa munamato wako ndikaona misodzi yako. Chiteerera unzwe, ndichakuporesa. Pazuva retatu uchakwira kumba yaTenzi.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 20 SCLB