Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 4:2 - Compare All Versions

2 Madzimambo 4:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Erisha akamupindura akati, “Ndingakubatsira seiko? Nditaurire, chii chaunacho mumba mako?” Iye akati, “Murandakadzi wenyu haana kana chinhu kunze kwamafuta mashoma shoma.”

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 BDSC

2 Madzimambo 4:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Erisha akati kwaari, “Ndingakubatsira seiko? Ndiudze. Uneiko mumba mako?” Iye akati, “Murandakadzi wenyu haane chinhu mumba, asi hari ina mafuta.”

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SNA2002

2 Madzimambo 4:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Erisha akamuti, “Chiiko chandingakuitirei? Dondiudzaiwo, ko kumba munei chamuchinacho?” Mudzimai uyu akati, “Ini muranda wenyu kumba uku handisisina chokubata, changosara chete kaguchu kamafuta.”

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SCLBD

2 Madzimambo 4:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Erisha akati kwaari: Ndiŋgakuɓatsira seiko? Ndiʋudze. Uneiko mumba mako? Iye akati: Murandakadzi wenyu haanecinhu mumba, asi hari inamafuta.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SUB1949

2 Madzimambo 4:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Erisha akamuti, “Chiiko chandingakuitirei? Dondiudzaiwo, ko kumba munei chamuchinacho?” Mudzimai uyu akati, “Ini muranda wenyu kumba uku handisisina chokubata, changosara chete kaguchu kamafuta.”

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SCLB