Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 4:6 - Compare All Versions

2 Madzimambo 4:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Midziyo yose yakati yazara, akati kumwanakomana wake, “Ndivigire mumwe mudziyo.” Asi iye akapindura akati, “Hapachina mumwe mudziyo wasara.” Ipapo mafuta akabva aguma.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 BDSC

2 Madzimambo 4:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Midziyo yakati yazara, akati kumwanakomana wake, “Ndipezve mumwe mudziyo.” Iye akati kwaari, “Hapachina mumwe mudziyo; mafuta akagumawo.”

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SNA2002

2 Madzimambo 4:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kuzoti midziyo yacho yazara akati kumwana wake, “Nditambidzewo mumwe mudziyo.” Mwana akati, “Hapasisina mumwe.” Mafuta aye ndiye gwa kubuda.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SCLBD

2 Madzimambo 4:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Midziyo yakati yazara, akati kumŋanakomana wake: Ndipe ɀe mumŋe mudziyo. Iye akati kwaari: Hapacinomumŋe mudziyo; mafuta akaguma ʋo.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SUB1949

2 Madzimambo 4:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kuzoti midziyo yacho yazara akati kumwana wake, “Nditambidzewo mumwe mudziyo.” Mwana akati, “Hapasisina mumwe.” Mafuta aye ndiye gwa kubuda.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SCLB