Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 7:3 - Compare All Versions

2 Madzimambo 7:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvino kwakanga kuna varume vana vaiva namaperembudzi pamukova wesuo reguta. Vakawirirana vakati

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 7 BDSC

2 Madzimambo 7:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino kwakanga kuna varume vana vaiva namaperembudzi kunze kwesuo; ivo vakataurirana, vakati, “Tinogarireiko pano kusvikira tafa?

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 7 SNA2002

2 Madzimambo 7:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Izvozvo kwaiva navamwe varume vana vakanga vaina maperembudzi vaigara kwokunge toda kupinda pasuo guru riya. Vakataurirana vachiti, “Tadirei kuti tisvike pakufa takangoti pwasha kugara pano apa.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 7 SCLBD

2 Madzimambo 7:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino kwakaŋga kunaʋarume ʋanna ʋaiʋa namaperembudzi kunze kwesuʋo; iʋo ʋakataurirana, ʋakati: Tinogarireiko pano kuȿikira tafa?

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 7 SUB1949

2 Madzimambo 7:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Izvozvo kwaiva navamwe varume vana vakanga vaina maperembudzi vaigara kwokunge toda kupinda pasuo guru riya. Vakataurirana vachiti, “Tadirei kuti tisvike pakufa takangoti pwasha kugara pano apa.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 7 SCLB