Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Samueri 1:12 - Compare All Versions

2 Samueri 1:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakachema nokuungudza vakazvinyima zvokudya kusvikira manheru nokuda kwaSauro nomwanakomana wake Jonatani, uye nokuda kwehondo yaJehovha neimba yaIsraeri, nokuti vakanga vaurayiwa nomunondo.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 1 BDSC

2 Samueri 1:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vakachema, nokuungudza, nokuzvinyima zvokudya kusvikira madeko pamusoro paSauro naJonatani mwanakomana wake, napamusoro pavanhu vaJehovha, napamusoro peimba yaIsiraeri, nokuti vakanga vaurawa nomunondo.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 1 SNA2002

2 Samueri 1:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakachema Sauro nomwanakomana wake Jonatani navanhu vaTenzi nemhuri yose yeIsiraeri nokuti vakanga varakatiswa kuuraiwa namapakatwa. Vakahwihwidza kuchema vakatsanya kusvikira manheru.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 1 SCLBD

2 Samueri 1:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋakacema, nokuwuŋgudza, nokuɀinyima ɀokudya kuȿikira maɗeko pamsoro paSauro naJonatani mŋanakomana wake, napamsoro paʋanhu ʋaJehova, napamsoro peimba yaIsraeri, nokuti ʋakaŋga ʋaʋurawa nomunondo.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 1 SUB1949

2 Samueri 1:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakachema Sauro nomwanakomana wake Jonatani navanhu vaTenzi nemhuri yose yeIsiraeri nokuti vakanga varakatiswa kuuraiwa namapakatwa. Vakahwihwidza kuchema vakatsanya kusvikira manheru.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 1 SCLB