2 Samueri 1:27 - Enzanisa Shanduro Dzose
2 Samueri 1:27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haiwa vane simba vakawira pasi sei! Zvombo zvehondo zvaparadzwa!”
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 1 BDSC2 Samueri 1:27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Haiwa! Vane simba vakawira pasi sei! Nhumbi dzokurwa nadzo dzakaparadzwa sei!”
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 1 SNA20022 Samueri 1:27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Haiwa! ʋanesimba ʋakawira pasi sei! Nhumbi dzokurwa nadzo dzakaparadzwa sei!
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 1 SUB19492 Samueri 1:27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvauya sei chokwadi, magamba kuti rakata kudai, zvombo zvenyu zvehondo kuparara kudai?”
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 1 SCLB2 Samueri 1:27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Zvauya sei chokwadi, magamba kuti rakata kudai, zvombo zvenyu zvehondo kuparara kudai?”
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 1 SCLBD