Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Samueri 11:4 - Compare All Versions

2 Samueri 11:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo Dhavhidhi akatuma nhume kundomutora. Akauya kwaari, iye akarara naye; nokuti akanga azvinatsa pakusachena kwake. Ipapo akadzokera kumba kwake.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 11 BDSC

2 Samueri 11:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Dhavhidhi akatuma nhume kundomutora, akasvika kwaari, akavata naye (nokuti wakanga anatswa pakusanaka kwake;) iye akadzokera kumba kwake.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 11 SNA2002

2 Samueri 11:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Dhavhidhi ndokutuma nhume dzakandomutora. Mukadzi uyu akauya kwaari. Dhavhidhi akapinda mumba nomukadzi uyu. (Izvozvo mukadzi uyu ainge achitozvichenura pakun'ora kwaakanga aita.) Mukadzi uyu akazodzokera zvake kumba kwake.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 11 SCLBD

2 Samueri 11:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Davidi akatuma nhume kundomutora, akaȿika kwaari, akaʋata naye (nokuti wakaŋga anatswa pakusanaka kwake;) iye akadzokera kumba kwake.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 11 SUB1949

2 Samueri 11:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Dhavhidhi ndokutuma nhume dzakandomutora. Mukadzi uyu akauya kwaari. Dhavhidhi akapinda mumba nomukadzi uyu. (Izvozvo mukadzi uyu ainge achitozvichenura pakun'ora kwaakanga aita.) Mukadzi uyu akazodzokera zvake kumba kwake.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 11 SCLB