2 Samueri 22:29 - Compare All Versions
2 Samueri 22:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi muri mwenje wangu, Jehovha; Jehovha anoshandura rima rangu kuti rive chiedza.
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 22 BDSC2 Samueri 22:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti muri mwenje wangu, Jehovha; Jehovha uchavhenekera rima rangu.
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 22 SNA20022 Samueri 22:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Sezvo imi Tenzi murimi mwenje wangu, imi Mwari wangu ndimi munondivhenekera murima
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 22 SCLBD2 Samueri 22:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti muri mŋenje waŋgu, Jehova; Jehova ucavenekera rima raŋgu.
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 22 SUB19492 Samueri 22:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvo imi Tenzi murimi mwenje wangu, imi Mwari wangu ndimi munondivhenekera murima
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 22 SCLB