Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Samueri 22:33 - Compare All Versions

2 Samueri 22:33 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

NdiMwari anondishongedza nesimba uye anoruramisa nzira yangu.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 22 BDSC

2 Samueri 22:33 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mwari ndiye nhare yangu ine simba; Iye unondifambisa nenzira yakarurama.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 22 SNA2002

2 Samueri 22:33 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mwari iyeyu ndiye diziro rangu akaita kuti nzira yangu ive yakarurama.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 22 SCLBD

2 Samueri 22:33 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mŋari ndiye nhare yaŋgu inesimba; Iye unondifambisa nenzira yakarurama.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 22 SUB1949

2 Samueri 22:33 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mwari iyeyu ndiye diziro rangu akaita kuti nzira yangu ive yakarurama.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 22 SCLB