Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Samueri 5:4 - Compare All Versions

2 Samueri 5:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Dhavhidhi akanga ava namakore makumi matatu paakava mambo, uye akatonga kwamakore makumi mana.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 5 BDSC

2 Samueri 5:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Dhavhidhi wakanga ana makore makumi matatu pakutanga kwake kubata ushe, akabata ushe makore makumi mana.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 5 SNA2002

2 Samueri 5:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Dhavhidhi akanga ava namakore makumi matatu paakatanga kutonga, akatonga kwamakumi mana amakore.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 5 SCLBD

2 Samueri 5:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Davidi wakaŋga anamakore anamakumi matatu pakutaŋga kwake kuɓata ʋushe, akaɓata ʋushe makore anamakumi manna.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 5 SUB1949

2 Samueri 5:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Dhavhidhi akanga ava namakore makumi matatu paakatanga kutonga, akatonga kwamakumi mana amakore.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 5 SCLB