2 VaTesaronika 2:3
2 VaTesaronika 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musarega munhu upi zvake achikunyengerai nenzira ipi zvayo, nokuti zuva iro harisviki kusvikira kumukira kwaitika uye munhu wokutsauka aratidzwa, iye munhu akatongerwa kuparadzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 22 VaTesaronika 2:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ngakurege kuva nomunhu anokunyengerai nomutoo upi noupi; nokuti harisviki, kana kutsauka kusati kwatanga kuuya, nomunhu wezvivi, mwanakomana wokurashika, asati amboonekwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 22 VaTesaronika 2:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ngaparege kuva nomunhu anokunyengedzai nenzira ipi zvayo nokuti zuva iroro harisikuzouya kupanduka kusati kwatanga kuuya uye munhu asina mutemo uya akatemerwa kuraswa atoratidzwa pachena
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 2