2 VaTesaronika 2:4
2 VaTesaronika 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Achapikisa uye achazvisimudzira pamusoro pezvinhu zvinonzi Mwari kana zvinonamatwa, nokudaro anozvigadza mutemberi yaMwari achizviita Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 22 VaTesaronika 2:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
iye, anorwa achizvikudza pamusoro pezvose zvinonzi Mwari, kana zvinonamatwa; nokudaro kuti anogara muTemberi yaMwari, achizviita Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 22 VaTesaronika 2:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
uya anozvikudza achirwisana nechose chinonzi mwari kana chipi zvacho chinonamatwa atoita chigaro chake mutemberi yaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 2