2 VaTesaronika 2:7
2 VaTesaronika 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti chakavanzika chesimba rokutsauka chotoshanda basa; asi uyo anomudzivisa zvino acharamba achiita izvozvo kusvikira iye abviswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 22 VaTesaronika 2:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti chakavanzika chokusarurama chotobata basa racho; asi zvichaitwa bedzi kusvikira iye anodzivisa zvino achibviswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 22 VaTesaronika 2:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti chakavanzika chiya chisina mutemo chavakutoshanda asi uyo arikumbodzivirira–dzivirira achamboita kusvikira abviswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 2