2 VaTesaronika 3:6
2 VaTesaronika 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muzita raIshe Jesu Kristu, tinokurayirai hama, kuti mubve pahama imwe neimwe inoita zvousimbe uye isingararami maererano nedzidziso yamakagamuchira kubva kwatiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 32 VaTesaronika 3:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, hama dzangu, tinokurayirai nezita raIshe wedu Jesu Kristu, kuti mubve pahama imwe neimwe isingafambi netsika dzakafanira, isingateereri mirayiro yamakapiwa nesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 32 VaTesaronika 3:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino tinokuudzai hama muzita raTenzi Jesu Kristu kuti siyanai nehama inenge iri nyope isingatevedzi magamuchidzanwa amakagamuchira kwatiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 3