2 Timoti 2:15
2 Timoti 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shingaira kuti uzviratidze pamberi paMwari, somunhu anogamuchirwa, mushandi asingafaniri kunyadziswa uye anonyatsoruramisa shoko rechokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 22 Timoti 2:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Shingaira kuti uzviratidze pamberi paMwari uri munhu akatendeka, mubati asingafaniri hake kunyadziswa, anonatsa kururamisa shoko rechokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 22 Timoti 2:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Edza napose paunogona kuva munhu anogamuchirika pana Mwari, mushandi asina chaanganyare nacho anoziva kushanda namagwaro matsvene echokwadi zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 2