Mabasa 1:7
Mabasa 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati kwavari, “Hazvisi kwamuri kuti muzive nguva kana musi wakatarwa naBaba nesimba ravo pachavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 1Mabasa 1:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Hazvina kufanira kuti muzive nguva kana misi yakatarwa naBaba vamene nesimba ravo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 1Mabasa 1:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 1