Mabasa 1:9
Mabasa 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mushure mokunge ataura izvi, akakwidzwa kudenga pamberi pameso avo chaipo, uye gore rikamufukidza vakasazomuona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 1Mabasa 1:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati areva izvozvi, akakwidzwa, vachitaririra; gore rikamubvisa, vakasazomuona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 1Mabasa 1:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 1