Mabasa 11:23-24
Mabasa 11:23-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakasvika akaona nyasha dzaMwari akafara. Akavakurudzira vose kuti varambe vakatendeka vakati kwati kwati nomwoyo wose kuna Tenzi. Bhanabhasi uyu aiva munhu akanaka azere naMweya nechitendero. Chikwata chikuru chakawedzerwa kuna Tenzi.
Mabasa 11:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati asvika, akaona umboo hwenyasha dzaMwari, uye akafara, akavakurudzira vose kuti varambe vakatendeka kuna She nemwoyo yavo yose. Iye akanga ari munhu akanaka, azere noMweya Mutsvene nokutenda, uye vanhu vazhinji vakauya kuna She.
Mabasa 11:23-24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati asvika, akaona nyasha dzaMwari, akafara; akarayira vose kuti vanamatire Ishe nomwoyo wakasimba; nokuti waiva murume akanaka, azere naMweya Mutsvene nokutenda; vazhinji-zhinji vakawedzerwa kuna Ishe.
Mabasa 11:23-24 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Iye wakati aȿika, akaʋona nyasha dzaMŋari, akafara; akaraira ʋose kuti ʋanamatire Ishe nomŋoyo wakasimba; nokuti waiʋa murume wakanaka, azere noMŋeya Mutȿene nokutenda; ʋazhinji‐zhinji ʋakawedzerwa kunaShe.
Mabasa 11:23-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)