Mabasa 13:28 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 13:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange vasina kuwana hwaro chaihwo hwokuti atongerwe rufu, vakakumbira Pirato kuti amuuraye.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 BDSCMabasa 13:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kunyange vasina kuwana mhosva yorufu kwaari, vakakumbira kuna Pirato kuti aurawe.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SNA2002Mabasa 13:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kunyaŋge ʋasina‐kuwana mhoȿa yorufu kwaari, ʋakakumbira kunaPirato kuti aʋurawe.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SUB1949Mabasa 13:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange pakanga pasina mhosva yokumupa yaikodzera rufu asi vakakumbira Pirato kuti auraiwe.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SCLBMabasa 13:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kunyange pakanga pasina mhosva yokumupa yaikodzera rufu asi vakakumbira Pirato kuti auraiwe.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SCLBD