Mabasa 15:8-9
Mabasa 15:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari, iye anoziva mwoyo yavanhu akaratidza kuti anovagamuchira nokuvapa Mweya Mutsvene, sezvaakangoitawo kwatiri. Haana kuisa mutsauko pakati pedu navo, nokuti akanatsa mwoyo yavo nokutenda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 15Mabasa 15:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mwari, muzivi womwoyo, wakavapupurira, akavapa Mweya Mutsvene sesu; haana kutsaura pakati pedu navo, zvaakanatsa mwoyo yavo nokutenda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 15Mabasa 15:8-9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino Mŋari, muziʋi womŋoyo, wakaʋapupurira, akaʋapa Mŋeya Mutȿene sesu; haanakutsaura pakati peɗu naʋo, ɀaakanatsa mŋoyo yaʋo nokutenda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 15