Mabasa 2:20
Mabasa 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zuva richashanduka rikava rima, uye mwedzi uchashanduka ukava ropa, zuva guru raShe uye rinobwinya risati rasvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zuva richashandurwa rima, Nomwedzi uchashandurwa ropa. Zuva guru raIshe rinobwinya risati rasvika.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zuva richasandurwa kuva rima, mwedzi ugoita ropa; zuva guru raTenzi risati rasvika, zuva guru, zuva risingaitiki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2