Mabasa 2:24
Mabasa 2:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, akamusunungura kubva pakurwadza kworufu, nokuti zvakanga zvisingagoni kuti rufu rumubate.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
iye akamutswa naMwari, amusunungura pakurwadziwa kworufu; nokuti zvakanga zvisingabviri kuti abatwe narwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mwari akamumutsa amusunungura marwadzo orufu nokuti zvakanga zvisingagoneki kuti arambe akasungwa narwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2