Mabasa 2:38
Mabasa 2:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Petro akapindura akati, “Tendeukai mubhabhatidzwe, mumwe nomumwe wenyu, muzita raJesu Kristu kuti muregererwe zvivi zvenyu, uye mugogamuchira chipo choMweya Mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:38 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Petirosi akati kwavari, “Tendeukai, mumwe nomumwe wenyu abhabhatidzwe nezita raJesu, kuti muregererwe zvivi, mupiwe chipikirwa choMweya Mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:38 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pita akati kwavari, “Pindukai muombekwe mose zvenyu muzita raJesu Kristu kuti muregererwe zvitadzo zvenyu. Munobva magamuchira chipo chaMweya Mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2