Mabasa 2:4
Mabasa 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vose vakazadzwa noMweya Mutsvene vakatanga kutaura nedzimwe ndimi sokupiwa kwavakaitwa noMweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vose vakazadzwa naMweya Mutsvene, vakatanga kutaura nedzimwe ndimi, pavakapiwa napo naMweya kureva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakabva vazadzwa vose naMweya Mutsvene vakabva vatangisa kutaura nedzimwe ndimi sokupiwa kwavakaitwa naMweya kuti vataure.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2