Mabasa 2:42
Mabasa 2:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakazvipira pakudzidzisa kwavapostori napakuwadzana, pakumedura chingwa uye napakunyengetera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:42 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakatsungirira pakudzidzisa kwavapostori, napakuyanana kwavo, napakumedura chingwa, napaminyengetero.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:42 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakaramba vangoti kwati kwati nezvaidzidziswa navapositori uye vakaramba vakabatana navo nomukumedura chingwa nomukunamata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2