Mabasa 2:44-45
Mabasa 2:44-45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vatendi vose vaiva pamwe chete uye vakagoverana zvinhu zvose. Vachitengesa zvavaiva nazvo nenhumbi dzavo, vakapa kuna ani naani aishayiwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:44-45 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Navaitenda vose, vaiva pamwechete, vakati zvinhu zvose ndezvavose; vakatengesa pfuma yavo nenhumbi, vakagovana navose, mumwe nomumwe paakashayiwa napo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:44-45 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vose vaitenda vaigara pamwechete, zvinhu zvavo zviri zvavo vose. Vaitengesa zvavaiva nazvo nezvinhu zvavo vachizvigovera vose, munhu achipiwa zvaainge asina.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2