Mabasa 24:25
Mabasa 24:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pauro paakanga achidzidzisa pamusoro pokururama, kuzvidzora, nokutongwa kuchauya, Ferikisi akatya akati, “Zvakwana kwazvino! Ungaenda hako. Ndikange ndawana mukana, ndichazokudana.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 24Mabasa 24:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pauro paairondedzera nezvoruenzaniso nezvokuzvibata nezvokutongwa kuchauya, Ferekisi zvakamutyisa akati parizvino chimboenda zvako kana ndawana nguva ndichazokudaidza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 24Mabasa 24:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati achitaura zvokururama, nokuzvidzora, nokutonga kunouya, Ferikisi akatya zvikuru, akapindura, akati, “Enda hako zvino; kana ndikazova nenguva yakanaka, ndichakudana.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 24