Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 28:18 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 28:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakandibvunzisisa uye vakada kundisunungura, nokuti ndakanga ndisina mhosva ipi zvayo yaikodzera rufu.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 BDSC

Mabasa 28:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

ivo, vakati vandibvunzisisa, vakada kundisunungura, nokuti pakanga pasina mhosva yorufu kwandiri.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SNA2002

Mabasa 28:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

iʋo, ʋakati ʋandibvunzisisa, ʋakaɗa kundisunuŋgura, nokuti pakaŋga pasinemhoȿa yorufu kwandiri.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SUB1949

Mabasa 28:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pavakandiongorora vakada kundisunungura nokuti ndakanga ndisina mhosva inokodzera rufu.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SCLB

Mabasa 28:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pavakandiongorora vakada kundisunungura nokuti ndakanga ndisina mhosva inokodzera rufu.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SCLBD