Mabasa 3:16
Mabasa 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokutenda muzita raJesu, munhu uyu wamunoona uye wamunoziva, asimbiswa. Izita raJesu uye nokutenda kunouya kubudikidza naye kwauyisa kuporeswa uku kwaari, sezvamunoona imi mose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 3Mabasa 3:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokutenda kuzita rake, zita rake rakasimbisa munhu uyu wamunoona, nowamunoziva; uye, kutenda kunobva kwaari, ndiko kwakamuporesa zvakanaka kudai pamberi penyu mose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 3Mabasa 3:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu uyu wamunoona nokuziva asimbaradzwa pamusana pechitendero chake muzita raJesu. Izita raJesu nechitendero chinobva maari chamupa utano uzere sokuonawo kwamuri kuita mose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 3