Mabasa 3:19
Mabasa 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, tendeukai zvino, mudzokere kuna Mwari, kuitira kuti zvivi zvenyu zvidzimwe, kuti nguva dzokuvandudzwa dzinobva kuna She dzisvike
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 3Mabasa 3:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo tendeukai, mudzoke, kuti zvivi zvenyu zvidzimwe, kuti nguva dzokusimbiswa dzinobva kuna Ishe, dzisvike
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 3Mabasa 3:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nezvo pindukai mutendeuke kuti zvitadzo zvenyu zvipfudzwe kuti nguva iya yokumbofefeterwa nokuvapo kwaTenzi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 3