Mabasa 3:2
Mabasa 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino mumwe murume akanga aberekwa ari chirema, aitakurwa achiendeswa pasuo retemberi rainzi Rakanaka, uye aiiswa ipapo mazuva ose kuti apemhe kuna avo vaipinda mutemberi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 3Mabasa 3:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mumwe murume, chirema kubva padumbu ramai vake, akanga achitakurwa; vaimuisa zuva rimwe nerimwe pasuo wetemberi, wainzi Wakanaka, kuti akumbire zvipo kuna vaipinda mutemberi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 3Mabasa 3:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mumwe murume akanga akaremara kubvira pakuberekwa kwake aitakurwa zuva nezuva achindorariswa pasuo guru rainzi Suorakanaka kuti akumbire rubatsiro kuvanhu vaipinda muTemberi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 3