Mabasa 4:31
Mabasa 4:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shure kwokunge vanyengetera, nzvimbo yavakanga vakaungana pairi yakazungunuswa. Uye vose vakazadzwa noMweya Mutsvene vakataura shoko raMwari vasingatyi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 4Mabasa 4:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vanyengetera, nzvimbo yavakanga vakaungana ikazununguswa; vakazadzwa vose naMweya Mutsvene, vakataura shoko raMwari vasingatyi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 4Mabasa 4:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pavakapedza kunamata nzvimbo yavakanga vakaungana yakandengendeka vakabva vazadzwa vose naMweya Mutsvene vakataura izwi raMwari nechivindi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 4