Amosi 2:6
Amosi 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvanzi naJehovha: “Nemhaka yezvivi zvitatu zvaIsraeri, kunyange zvina, handingadzori hasha dzangu. Vanotengesa vakarurama kuti vawane sirivha, navanoshayiwa kuti vawane shangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 2Amosi 2:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvanzi naJehovha, “Nemhaka yokuti Isiraeri vakadarika katatu, zvimwe kana, handingadzori kurohwa kwavo; nokuti vakatengesa vakarurama nesirivha, uye anoshaiwa, vachipiwa shangu mbiri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 2Amosi 2:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvanzi naTENZI, “Pamusana pokutadza rutatu rutatu kwenyika yevokwaIsiraeri kutosvika zvayo runa, handimborega kuiranga; nokuti vanototengesa nemari vanhu vakarurama, vachitotengesa varombo neshangu mbiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 2