Amosi 2:7
Amosi 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanotsika-tsika pamisoro yavarombo savanotsika paguruva, uye vanoshayisa vakadzvinyirirwa kururamisirwa. Baba nomwanakomana vanorara nomusikana mumwe chete, nokudaro vanosvibisa zita rangu dzvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 2Amosi 2:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndivo vanoshuva kuona guruva rapasi pamusoro womurombo, vachitsausa nzira yomunhu munyoro; munhu nababa vake vachienda vose kumusikana mumwe, kuti vamhure zita rangu dzvene
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 2Amosi 2:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanotsokodzera varombo musoro muvhu renyika, vachisaidzira varombo kurutivi. Baba nomwanakomana wavo vachitadza nomushandi wechisikana mumwecheteyo, kun'oresa zita rangu rinoera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 2