Amosi 3:7
Amosi 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvirokwazvo, Ishe Jehovha haaiti chinhu asina kuzivisa varanda vake, vaprofita, zvakavanzika zvake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 3Amosi 3:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvirokwazvo, Ishe Jehovha haangaiti chinhu, asina kumbozivisa varanda vake vaporofita zvakavanzika zvake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 3Amosi 3:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI Mwari haana chaanomboita asina kutanga ambozivisa vaporofita, varanda vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 3