Amosi 8:12
Amosi 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vachadzedzereka vachibva kugungwa vachienda kune rimwe gungwa, uye vachadzungaira vachibva kumusoro vachienda kumabvazuva, vachitsvaka shoko raJehovha, asi havangariwani.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 8Amosi 8:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vachadzungaira vachibva kugungwa vachienda kugungwa, vachibva kumusoro vachienda mabvazuva; vachamhanya pose-pose vachitsvaka shoko raJehovha, asi havangariwani.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 8Amosi 8:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vachadzungaira kubva kune rimwe gungwa kusvikira kune rimwe, kubvawo kuchamhembe kusvikira kumabvazuva, vachamhanya-mhanya kwose kwose vachitsvaga shoko raTENZI, vasingariwane.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 8