VaKorose 3:14
VaKorose 3:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino pamusoro pezvinhu izvi zvose fukai rudo, ndicho chisungo chinokwanisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye pazvinhu zvose izvi fukai rudo, runokusunganidzai pamwe chete muhumwe hwakakwana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pamusoro paizvozvi pfekai rudo runobatanidza zvose pamwechete mukuwirirana chaiko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3