VaKorose 3:23
VaKorose 3:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvose zvamunoita, muzviite nomwoyo wose, sokuna Ishe, musingaitiri vanhu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvose zvamunoita, itai zvose nomwoyo wose, savanhu vanoshandira Ishe, kwete munhu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chipi nechipi chamunoita chiitei nomwoyo wose sokunge munoshandira Tenzi, kwete vanhu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3