Dhanieri 1:17
Dhanieri 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akapa majaya mana aya ruzivo nokunzwisisa kwemhando dzose dzamagwaro nedzidzo. Uye Dhanieri ainzwisisa zviratidzo nezviroto zvemhando dzose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 1Dhanieri 1:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana ari majaya awa mana, Mwari wakavapa zivo nokungwara pamagwaro ose nouchenjeri hwose; asi Dhanieri wakanga achigona kunzwisisa zvose zvairatidzwa naMwari nezvairotwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 1Dhanieri 1:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Majaya iwaya ari mana kudaro, Mwari, akaapa ruzivo nounyanzvi hwezvezvinyorwa zvose noungwaru uye Dhanieri ainzwisisa zvose zviratidzo nezviroto.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 1