Dhanieri 1:8
Dhanieri 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Dhanieri akazvisunga mumwoyo make kuti arege kuzvisvibisa nezvokudya zvamambo newaini yake, uye akakumbira mukuru wamachinda mvumo yokuti arege kuzvisvibisa nenzira iyi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 1Dhanieri 1:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Dhanieri akatsunga mumwoyo make kuti haangazvin’orese nezvokudya zvamambo kana newaini yaainwa; saka akakumbira kune muchinda wavaranda kuti arege kuzvin’oresa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 1Dhanieri 1:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Dhanieri akazviti nechomumwoyo handimboda zvangu kuzvin'oresa nechokudya chamambo chakanakisisa kana newaini yaanonwa. Naizvozvo akakumbira muyuniki mukuru kuti amubvumire zvake kusazvin'oresa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 1