Dhanieri 10:18 - Enzanisa Shanduro Dzose
Dhanieri 10:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakare, mumwe akanga akafanana nomunhu akandibata akandipa simba.
Pakurirana nevamwe
Dhanieri 10 BDSCDhanieri 10:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo mumwe akafanana nomunhu akandibatazve, akandisimbisa.
Pakurirana nevamwe
Dhanieri 10 SNA2002Dhanieri 10:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo mumŋe wakafanana nomunhu wakandiɓata ɀe, akandisimbisa.
Pakurirana nevamwe
Dhanieri 10 SUB1949Dhanieri 10:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uya uya wechimiro chinenge chomunhu akandibatazve akandisimbaradza.
Pakurirana nevamwe
Dhanieri 10 SCLBDhanieri 10:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Uya uya wechimiro chinenge chomunhu akandibatazve akandisimbaradza.
Pakurirana nevamwe
Dhanieri 10 SCLBD