Dhanieri 3:25
Dhanieri 3:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iye akati, “Tarirai! Ndiri kuona vanhu vana vachifamba-famba mumoto, vasina kusungwa uye vasina kutsva, uye wechina anoratidzika somwanakomana wavamwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 3Dhanieri 3:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akapindura, akati, “Tarirai, ndinoona varume vana, vakasununguka, vachifamba mumoto, vasina pavakakuvadzwa; wechina pakuonekwa kwake akaita somwanakomana wamwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 3Dhanieri 3:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye ndokuti, “Asi ini ndiri kuona varume vana vasina kusungwa vari kutofamba zvavo mumoto imomu vasina kukuvara. Kutarisika kwewechina wacho, kunenge kwemwanakomana wamwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 3