Dhanieri 4:37
Dhanieri 4:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino ini Nebhukadhinezari, ndinorumbidza, ndinosimudzira uye ndinokudza Mambo wokudenga, nokuti zvose zvaanoita zvakarurama uye nzira dzake dzose dzakarurama. Uye iye anogona kuninipisa vaya vanofamba mukuzvikudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 4Dhanieri 4:37 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvino ini Nebhukadhinezari ndinorumbidza nokuombera nokukudza Mambo wokudenga; nokuti mabasa ake ose ndeechokwadi, nzira dzake dzakarurama; iye anogona kuderedza vanofamba vachizvikudza.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 4Dhanieri 4:37 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino ini, Nebhukadhineza ndinorumbidza, nokukudza nokumuremekedza iye Mambo Nyadenga nokuti mabasa ake ose akarurama, uye makwara ake ano ruenzaniso, vanhu vanozvikudza anogona kuvadukupisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 4