Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhanieri 8:24 - Enzanisa Shanduro Dzose

Dhanieri 8:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Achava nesimba kwazvo, asi risiri simba rake chairo. Achakonzera kuparadzwa kunoshamisa uye achabudirira pane zvose zvaanoita. Achaparadza varume vane simba navanhu vatsvene.

Pakurirana nevamwe
Dhanieri 8 BDSC

Dhanieri 8:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Simba rake richava guru, asi hazvingaitwi nesimba rake chairo; achaparadza zvinoshamisa, asi achafara pane zvose zvaanoita; achaparadza vane simba navanhu vatsvene.

Pakurirana nevamwe
Dhanieri 8 SNA2002

Dhanieri 8:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Simba rake ricaʋa guru, asi haɀiŋgaitwi nesimba rake cairo; ucaparadza ɀinoshamisa, asi ucafara paneɀose ɀaanoita; ucaparadza ʋanesimba naʋanhu ʋatȿene.

Pakurirana nevamwe
Dhanieri 8 SUB1949

Dhanieri 8:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Achava nesimba guru. Achaita kuti kuve nokuparadza kunotyisa achibudirira mune zvaanoita achiparadza magamba chaiwo pamwechete nevorudzi rwavatsvene.

Pakurirana nevamwe
Dhanieri 8 SCLB

Dhanieri 8:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Achava nesimba guru. Achaita kuti kuve nokuparadza kunotyisa achibudirira mune zvaanoita achiparadza magamba chaiwo pamwechete nevorudzi rwavatsvene.

Pakurirana nevamwe
Dhanieri 8 SCLBD