Dhanieri 9:3
Dhanieri 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka ndakatendeukira kuna Ishe Mwari ndikamukumbira mukunyengetera nokuteterera, ndichitsanya, uye ndikafuka nguo dzamasaga namadota.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 9Dhanieri 9:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndikarinzira chiso changu kuna Ishe Mwari, ndikamutsvaka nokunyengetera nokukumbira, nokuzvinyima zvokudya, ndakapfeka masaga ndikazvidira madota.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 9Dhanieri 9:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo ndakatarisa kuna Tenzi Mwari ndichimutsvaka nomunamato neminyengetero nokutsanya ndakapfeka hanzu dzemasaga ndakazvidira dota.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 9