Dhanieri 9:4
Dhanieri 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakanyengetera kuna Jehovha Mwari wangu ndikareurura ndichiti: “Haiwa Ishe, Mwari mukuru anotyisa, iye anochengeta sungano yake yorudo navose vanomuda uye vanoteerera mirayiro yake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 9Dhanieri 9:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndikanyengetera kuna Jehovha Mwari wangu, ndikareurura zvivi, ndikati, ‘Aiwa, Ishe, Mwari mukuru anotyisa, anosimbisa sungano yake nenyasha dzake kuna vanomuda, vanochengeta mirayiro yake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 9Dhanieri 9:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakanamata kuna Tenzi, Mwari wangu ndichireurura ndichiti: “Imi Tenzi, Mwari mukurukuru anotyisa anochengeta chitenderano achiitira mwoyochena kuvanhu vanomuda vanochengeta mitemo yake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 9