Dhuteronomi 10:17
Dhuteronomi 10:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavamwari naIshe wamadzishe, Mwari mukuru, ane simba guru uye anotyisa, asingatsauri vanhu uye asingagamuchiri fufuro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 10Dhuteronomi 10:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavamwari, naShe wamadzishe, Mwari mukuru, unotyisa, usingatsauri vanhu, kana kugamuchira mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 10Dhuteronomi 10:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti Tenzi Mwari wenyu, “NdiMwari wavamwari, ndiMambo wamadzimambo, mukuru ane simba. NdiMwari anotyisa asina rusaruro, anosema zvepfumbamuromo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 10