Dhuteronomi 10:21
Dhuteronomi 10:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndiye rumbidzo yenyu; ndiye Mwari wenyu, iye akakuitirai zvinhu zvikuru nezvishamiso zvinotyisa zviya zvamakaona nameso enyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 10Dhuteronomi 10:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndiye waunofanira kurumbidza, ndiye Mwari wako, wakakuitira zvinhu izvi zvikuru zvinotyisa, zvawakaona nameso ako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 10Dhuteronomi 10:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndiye waunofanira kurumbidza, ndiye Mwari wako akakuitira zvinhu zvikuru zvinokatyamadza zvawakaona iwe nameso ako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 10